Duramazwi
Zvinoreva
Kubodza kuwana chinhu pamusaka pokuti waita rombo rakanaka.
1
Kubodza kuwana chinhu pamusaka pokuti waita rombo rakanaka.
Abodza paawana mari yaakarasa munzira umo svondo rapera.
Muriwo werugare uyo wakombodza wava kuda kuchidzurwa, tidyare mumwe.
Kana sadza rikanzi inyoro rinenge risina kunyatsa kuibva, rakada kuita mbodza.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bodzi
Chinhu chimwe chete pano ruzivo.
VerengaSwipe for the next word