Duramazwi
Zvinoreva
Kana chinhu chikati bu chinenge chadonhera pasi zvine mutsindo.
Kana munhu akati bu anenge abudisa maziso kuratidza kuvhunduka kwaanenge aita.

Kuti bu bu kuuchira munhu waunoremekedza, kazhinji uchimubvunza mufaro.
Kuti bu bu bu kuombera, sezvingaita vanhu panenge pachiitwa zvirango.
Kuti bu kuombera maoko kamwe chete.
Kana munhu akati bu anenge abudisa maziso kuratidza kuvhunduka kwaanenge aita.
Kana munhu akati bu anenge abudisa maziso kuratidza kuvhunduka kwaanenge aita.
Kuti bu bu kuuchira munhu waunoremekedza, kazhinji uchimubvunza mufaro.
Kana chinhu chikati bu chinenge chadonhera pasi zvine mutsindo.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bu bu
Kuti bu bu kuuchira munhu waunoremekedza, kazhinji uchimubvunza mufaro.
VerengaSwipe for the next word