Duramazwi
Mazwi ane B.
1208 Shona headwords beginning with B, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.
Peji 4 pa5
bukwaBukwa idzinde rimwe chete remuti kana rechirimwa rinenge...bumaKubuma kuvhara muromo uchishandisa chimwe chinhu.bumauKuti bumau kusairira musoro wemunhu neruoko nechinangwa...bumauraKubumaura kusairira munhu musoro nechigunwe uchida kuti...bumbaKukura nokuurungana.bumbeBumbe kudya kunogadzirwa nemhodzi dzemanhanga dzinenge...bumbiraKubumbira kuzvimbira mukati meganda kunoita ropa kana urwa...bumbiroBumbiro izita rezvinhu zvinenge zvakaungana pamwe chete...bumbiro remanyorerwo emutauroIchi chisungo chemitemo yezviperengo, batanidzo...bumbiro remitemoconstitutionbumbuBumbu zvinhu zvinenge zvakaungana pamwe chete, zvakaita...bumbunuKuti bumbunu kusimba zvakare kunoita munhu mushure...bumbunudzaKubumbunudza kuita kuti chinhu chikore kana kuti chisimbe.bumbunukarecuperatebumbunuraKubumbunura kuita kuti munhu apore kubva mukurwara.bumburuBumburu imhuka kana munhu achangobva mukurwara.bumburudziknobbumbururwiBumbururwi imhuka yemusango yakafanana nembwa.bumbutiBumbuti mapazi anomera pachitsiga chemuti wakatemwa.bumbwaBumbwa chinhu chinenge chakau-mbwa kuita chibhora.bumhaBumha zvinhu zvakaungana zvakaita sumbu pamwe chete...bumhairaKubumhaira kutsvaga chinhu chauri kudisisa asi chichinetsa...bumhanhukaBumhanhuka rudzi rwemushonga wemusango unoshandiswa...bumharutsvaBumharutsva imvura inotanga kunaya mushure mechirimo.bumheBumhe chinwiwa chinodhaka chinogadzirwa kubva pamasvusvu...bumhiWolfbumhubumhudzaKubumhudza kuzorora kana kuzorodza.bumhuriBumhuri muti chero upi zvawo unenge uchiri mudiki.bumuBumu ibvudzi rinosiyiwa pakati pemusoro kana munhu agerwa.bumudzabumupumuBumupumu maurayiro aunoita huku kana chimwe chinhu...bunaBuna inzvimbo inozvimba pamuviri kana pamuti nekuda...bundaKubunda kuurungana kungaite chinhu.bunduirritationbundukuKana munhu ati bunduku anenge azvikandira pasi nenzira...bundukuraKubundukura kuzvikanda kunoita munhu pasi nehasha.bundunuKuti bundunu kusimba kunoita muviri wemunhu mushure...bundunuraKubundunura kuvhura maziso kana kuita zvimwe zvinoita kuti...buneBune muchero unoberekwa nemuti unonzi mubune.bungaKuti bunga kupeta maoko kunoita munhu.bungadzaKana munhu akabungadza anenge akagukuchira zvaakatakura...bunguBungu ndechinosara panenge pabviswa tsanga dzechibage.bungumupe-eBungumupe-e munhu asina zvakakosha zvaanogona kuita...bunguzezeBunguzeze inyuchi dzakaungana pamwe chete dzakaita sumbu.bunhaInzwi reruzivo.bunhuroBunhuro imbesa dzinenge dzakavhengana nemarara, dzisati...bunjeBunje vanhu kana mhuka zhinji dzinenge dzakaungana pamwe...bunoBuno imhuno hombe.bunumunuBunumunu munhu asina kana chii zvacho chaakapfeka.bunurikaKubunurika kuva mubishi rokuita zvinhu zvakawanda panguva...bunyaKubunya kutyora chinhu chakaita sechibage chiri padzinde...bunyupunyuBunyupunyu kutadza kubata chinhu nemaoko nemhosva yokuti...bunzviBunzvi uswa hwakarukwa, hunogadziriswa chireyi chinonzi...bupiraBupira ifuro rinobuda pamuromo pomunhu kana achitaura.bupuBupu imhepo yakasimba inodzura miti.bupungaKubupunga munhu kumurova neshamhu zvakasimba.bupununuBupununu munhu akapusa.bupupuBupupu zvibhake-ra zvinenge zvichingokandwa zvakatevedzana.bupurudziBupurudzi imvura inonaya yakasimba, inenge iine mhepo...bupweKubuputira kurova munhu asingazvifungiri.buraKubvisa chokudya pachoto kana mupoto.buranaKana vanhu vakaburana vanenge vataurirana kana kuitirana...burangaMuchina werubatsiro.buraushaKuburausha kupisa munhu kuburikidza nekumuisira zvekudya...burepureBurepure kurova zvibhakera zvakawa-nda zvichitevedzana.bureteteBuretete kufamba kwezvinhu zvakawanda panhu pamwe chete...burigrooveburidzaKuburidza kubvisa chinhu pachinenge chiri uchichiisa pamwe.burikaKuburika kubva mune imwe nzvimbo yawanga uri uchienda kune...burikidzaKuburikidza kubaya kunoita chinhu chakaita somunzwa...burikiraKuburikidza.burimhuriBurimhuri kuita chino nechocho munhu achiedza kugadziridza...burinzeveBurinzeve munhu asingatereri, asina chaanoudzwa akachiita...buriroBuriro ihari inoshandiswa kubikira doro.burishwaBurishwa ruzha runonzwikwa panenge pachitaurirana vanhu...buritsadiscloseburoBuro ishamhu yekurovesa mbeu dzakaita sezviyo kuti...buruKuti buru kubva pakakwirira uchienda pasi.buru buruKuti buru buru kudzika kubva pakakwirira nekukasika.burugwapantsburukadescendburukoBuruko inzira yekudzika nayo kubva panzvimbo ine mawere.burumbuBurumbu imhosva hombe.burumbundikaKuburumbundika kutadza kubatika kwechinhu pamusaka pokuti...burungaBurunga mwana wedatya, achiri mudikidiki, ane musoro...burungwaBurungwa chinhu chakaita chibhora, chiri chihombe.burupuziBurupuzi nderimwe remapundu anoita paganda rebudzi.bururanaKubururana kuenzana pakukwikwidzana kwamunge muri kuita.bururiraKubururira kufamba mvura ichinaya, zvinoita kuti munhu...bururuBururu inhedzi ine chimusoro chinenge chisati...burushaKuburusha kubvoronga zvinhu zvinenge zvichiitika panzvimbo...burutsoliftburutuBurutu munhu asingangwariri kana kuchengetedza zvinhu...buruurutoadburuzuzuKuti buruzuzu kugara seusingazivi zvekuita semunhu akapusa.burwaBurwa chipuka chinenge dzvinyu asi icho chiri chihombe...busaBusa munhu asingachenjereri zvinhu.bushaBusha inhekwe kana kuti nyere yefodya isina chinhu.busoBuso kudya kunonaka chaizvo uye kwakawanda.busukuBusuku muti une maruva akasvibira anoyevedza...busunguKuti busungu kuita zvinhu chinyararire.butabutaButabuta mukomana kana musikana mudiki akasimba.butaputaButaputa kutambudzika nokutsvaka chinhu chinonetsa kuwana.buteBute ifodya yakaita upfu, inoputwa munhu achiita yekufemba...buteputeButepute mucheka kana chimwewo chinhu chisina kupetwa.butiButi itsanga imwe chete yemaputi.butiroChinhu chinovhara nokutakurirwa mukati macho.butsaKibutsa kudonhedza riva ranga rakateyiwa.butsamushaButsamusha munhu anonyonganisa vanhu vane-nge vakagara...butuButu rudzi rwehove inowanikwa munzizi hombe.buuraKubuura kubvisa gavi pamuti.buvaKana munhu achinzi ane buva anenge ane hana isingatani...buveChipuka chinogara murwizi chinozvimba muviri (spider/leech...buwaBuwa chita chevanhu vari kubva panzvimbo imwe chete.buwebuweDandadzi.buyboughtbuzaBuza chibodzwa chinopi-hwa kutimu inenge yagohwesa...buzviBuzvi rudzi rwetsanga hombe yemurwizi isina mwena pakati.bvaIri izwi rinoshandiswa pakubatanidza mashoko anoumba...bvabvadzaKubvabvadza nhumbi kudzisuka uchii-ta zvokudzitsika-tsika.bvabvamataKuti bvabvamata kugara kwemunhu asina zvaari kuita.bvabvanyuKuti bvabvanyu kudambura sezvakaita nyama nemazino.bvabvanyuraKubvabvanyura kudambura nemazino chokudya, se-zvakaita...bvachupfachuBvachupfachu kurasikira pasi kwemvura kana zvimwewo...bvajanguKuti bvajangu kutaurazvinhu zvaunenge usingatarisirwi...bvajuKuti bvaju kubvaruka kunoita saga kana chipepa chine...bvajukaKubvajuka kubuda panze kwezvinhu zvanga zviri mubutiro.bvajuraKubvajura zvinhu zviri mubutiro kukonzera kuti zvibude...bvakachiraBvakachira vanhu kana mhuka dzakawanda dzinenge...bvakapfakaBvakapfaka kufamba kwemhuka kana vanhu vakawanda.bvambadzukaKana chinhu chichibvambadzuka chinenge chichibvuma...bvambuKuti chinhu bvambu kuchidambura nemazino.bvamburaKubvambura chinhu kuchidambura uchishandisa mazino.bvandadzuraKubvandadzura nyama kuidambura nemazino uye zvine simba.bvandanuKuti bvandanu kuparadzanisa zvinhu zvakaita dutu kana kuti...bvandanudzaKubvandanudza zvinhu zvanga zvakanyatsorongedzwa...bvangaKuti bvanga kusangana nemumwe munhu kana kuti nechimwe...bvanganidzaKubvanganidza chinhu kuchitsenga kana kuchigaya uchisiya...bvanganyuKuti bvanganyu kupararira kwezvinhu zvanga zvakabatana...bvanganyukabvanganyurabvanyaKubvanya kugaya kana kutsenga zvinhu zvakapfava.bvanyangukaKubvanganyuka kupararira kwezvinhu zvambenge...bvanyanguraKubvanyangura kupishanisa nekukanganisa zvinhu zvanga...bvanyudzaKubvanyudza kuparadza ushamwari hwevamwe kana kuputsa...bvanzauKuti bvanzau kudambura nemazino sezvinoita imbwa ichidya...bvanzauraKubvanzaura kudambura nemazino zvakasimba uye nokukasikira...bvanzubvanzudzaKubvanzudza chinhu kukonzera kutsemuka kana kudambuka...bvanzukaKana chinhu chabvanzuka chinenge chabvuma kudambuka.bvapfapfaBvapfapfa imvura yakawanda inenge ichibuda sezvakaita...bvaraKupfeka.bvaranyuKuti bvaranyu kubvisa tudimbu tudiki pachinhu chihombe...bvarapfataKana chinhu chichibvarapfata chinenge chichirwisa kuti...bvarapfatikaKubvarapfatika kuzungunuka-zungunuka kunoita munhu kana...bvaruKuti bvaru kumwauka kwezvakaita sejira kana bepa richiita...bvarukaKana munhu abvaruka anenge aseka achigegedzera uye...bvaruratearbvaruranyaKubvaruranya kutsemura jira kana bepa uchiita zvidimbu...bvatuKuti bvatu kusimuka kunoita munhu nekukasika.bvatukaKubvatuka kubuda uchibva mune chimwe chinhu zvine simba.bvaturaKubvatura kuvaka kana kumisa chimwe chinhu.bvauKuti bvau kurova kunoita hana kana munhu avhundutswa.bvaukaKana hana ichibvauka inenge ichirira nekukurumidza uye...bvaukwaBvaukwa munhu anenge aine zvaakanganisa uye achinyara...bvauraKubvaura kuruma chidimbu chihombe chechokudya.bvautiBvauti munhu anotaurisa.bveKuti bve kupfuta kunoita moto wakajeka.bvebvemaKuti bvebvema kugara kunoita munhu achiratidza kuzvikudza.bvebvevaKana munhu akati bvebveva anenge akagara achiratidza...bvebvevadzaKubvebvevadza munhu kumutadzira zvinoita kuti agare akasuwa.bvembeBvembe chirimwa chakaita seshamba, chine muto wawakawanda...bvembereKuti bvembere kutiza-tiza kana kunzvenga-nzvenga kuti...bvemberedzaKubvemberedza kunzvengesa munhu kana chinhu kuti...bvenduKuti bvendu kusvika pane imwe nzvimbo usingafungidzirwi.bvengeBvenge vanhu va kaungana pamwe chete, vari varume...bvengedzaKubvengedza kutadza kutaura zvakanaka sezvinoita munhu...bvengenyaKubvengenya chinhu kuchitsemura kana kuchidambura kuti...bveniBveni ishavi kana kuti mweya unonzi unokwanisa kupa munhu...bvenyuKuti bvenyu kupara kana kukuzvura zvinyoronyoro.bverekupfeka-pfeka hembe zhinji panguva imwe chete.bverepfeveBverepfeve zvinhu zvinenge zvakawanda chaizvo.bveruKuti bveru kugara kwemunhu anenge achiratidza kugadzikana.bveshefesheBveshefeshe zvinhu zvidiki, zvinenge zvakawanda chaizvo.bvevepfeveBvevepfeve kupararira kunoita vanhu kana mhuka dzichienda...bveveveKuti bveveve kugara panzvimbo isingatarisirwi kuti munhu...bviKuti bvi kupfekera chinhu pamusoro kana kuti mukati...bvibvimaKubvibvima kutsa-mwa kana kuti kuva neshungu pamusoro...bvibvitaKubvibvita kukwenya kunoita mhuka panenge pachiivava...bvichukaKana hove ichibvichuka iri pachirauro inenge ichitambisa...bvidzaKubvidza kuva munhu anogona basa rake.bvidzuraKubvidzura kubvisa chinhu uchiita zvekunakura.bvikinyidzadisplacebvikipfikiBvikipfiki zvinhu zvinenge zvakawanda chaizvo uye zviri...bvinhaKubvinha chinhu kuchipara nemudziyo wakagomara, chosara...bvininaKana mvura ichibvinina inenge ichibuda pamwe panhu...bvinzaKudonhedza mvura nenzira yekuvhurika (to leak).bvipfipfiBvipfipfi ruzha runoitwa nenhiyo kana tumwe tupuka...bviraburnbvirinyinyiBvirinyinyi mambava emhuka kana eshiri anenge akapfava...bviripfindaKubviripfinda kushanda zvekusvika pakuzvipedza simba rose.bviriraKubvirira kutanga pane imwe nzvimbo kusvika pane imwe.bviro-Ichi chiitogama chinoshandiswa kutaridza kuti chinhu...bvisadeductbvisa [-bisa]Kubvisa chinhu kuchitora kubva panzvimbo yachiri...bvisa pfungwaKubvisa pfungwa dzako pane chimwe chinhu kumbochikanganwa...bvisiraKana murume achibvisira mukadzi anenge achibhadhara mari...bvisirwaKana munhukadzi achinzi akabvisirwa zvinenge zvichireva...bvitaKusakura.bvo-o [vho-o]Kuti bvo-o kupfonyera chitsiga chemoto kana chimwewo...bvochopfochoBvochopfocho kumhanya kwevanhu vazhinji nemativi...bvodyoKuti bvodyo kupinda nepaburi nekukasika.bvodyokaKubvodyoka kuita buri kwechinhu chabayiwa.bvodyoraKubvodyora kubaya zvokuboora kana kubvarura chinhu.bvojomoKuti bvojomo kurasikira kunze kunoita zvinhu zvanga...bvojomokaKubvojomoka kurasikira kunze kunoita zvinhu zvanga...bvokochoBvokocho inzvimbo ine miti neuswa uzhinji, isingapindiki...bvokopfokoBvokopfoko ruzha rwunobuda pakufamba mumashizha akaoma.bvondoka [-vhunduka]Kana mvura ikabvondoka inenge yakanganiswa zvekuti madhaka...bvongaKubvonga kubika sadza shoma nechimbichimbi.bvongodzaKubvongodza kukurunga zvinhu zvakaita sedoro zvekuti...bvonyeraKana uchibvonyera nhumbi mubhegi unenge uchidziisamo...bvonyongaKubvonyonga moto kuudzima kana kuukanganisa kubvira.bvonyongeraBvonyongera vanhu vakawanda vanenge vachingofamba...bvonyongoKuti bvonyongo kukanyanisa kana kuti kukurunga zvinhu...bvonyongodzabvonyongoraKubvonyongora kukanyanisa kana kukurunga zvinhu zvanga...bvoorabvorongadisruptbvorongodzabvorongonyaKubvorongonya kukanganisa mamiriro ezvinhu zvange...bvorongotaKubvorongota kukanganisa rufaro rwevanhu kana mhuka...bvorototoKuti bvorototo kupera mweya kunoita chubhu yevhiri kana...bvorozaBvoroza maitiro ekushandisa chinhu chemumwe asina kukupa...bvotaKubvota kubvunza chinhu chaunoziva uchiita seusingazivi.bvotomochaanoziva asi iye achiziva zvake.bvotomokaKana munhu achibvotomoka anenge achitaura zvisina maturo...bvovoKuti bvovo kutaura zvaunoziva samamirire azvo chaiwo.bvuKuzara kwechinhu chakafara kana kuti chinopararira.bvu bvu bvuKuti bvu bvu bvu kuva neutano hwakadzikira.bvubvaKubvubva kurwira kutora chimwe chinhu.bvubvudzaKubvubvudza kumhanyirira kutora chimwe chinhu.bvubvumaKuti bvubvuma kugara wakakondomara musana zvichiratidza...bvubvumaraKana nzvimbo yakabvubvumara inenge yakakwirira.bvubvumiraKubvubvumira kutadza kutaura zvakanaka nokuda...bvubvuraKubvubvura kusandura-sandura maziso uchiratidza kudada.bvubvurudzaKubvubvurudza nyama mumunyu kuifambisa-fambisa mauri...bvubvurumbweBvubvurumbwe rudzi rwedombo rakapfava uye rinopfupfunyuka.bvubvuvaKuti bvubvuva kuundundika uchiratidza kurwara kana kunzwa...

