KwaunobvaDuramazwiBbvanganyuka

Duramazwi

bvanganyuka

-bvanyanguka
1

Kuti nyangarara kwevhudzi kubvanganyuka kwaro, zvichiratidza kuti harina kukamurwa.

Kupfaranyuka kurongonoka kana kubvanganyuka kwezvinhu zvanga zvakaita murwi.

Kunyandanutswa kufuridzwa kunoitwa vhudzi kana bundo nemhepo, zvekuti zvinosara zvabvanganyuka.

Zvine chekuita

-bvanyanguka

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word