KwaunobvaDuramazwiBbumbiro remanyorerwo emutauro

Duramazwi · zita

bumbiro remanyorerwo emutauro

Zvinoreva

Ichi chisungo chemitemo yezviperengo, batanidzo nepatsanuro inotsanangura manyorerwo anofanira kuitwa mazwi mumutauro.

1

Ichi chisungo chemitemo yezviperengo, batanidzo nepatsanuro inotsanangura manyorerwo anofanira kuitwa mazwi mumutauro.

VaWiseman Magwa ndivo vakanyora bhuku rokutanga rinotsanangura bumbiro remanyorerwo omutauro weChiShona neChiShona.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bumbiro remitemo

constitution

Verenga

Swipe for the next word