Duramazwi · zita
Zvinoreva
Bumbiro izita rezvinhu zvinenge zvakaungana pamwe chete, zvakaita senyuchi.
1
Bumbiro izita rezvinhu zvinenge zvakaungana pamwe chete, zvakaita senyuchi.
Takawira: Bumbiro remutemo renyika yedu rakajeka panyaya iyeyo.
Sachigaro akanaka anotungamira achitevedza bumbiro remutemo.
Handiwe here wainditi bumbiro remutemo idzva rakanaka nokuti rave kuzopedza udzvanyiriri hwevanhukadzi!
2
Bumbiro izita rinoshandiswa kureva chisungo chezvinhu, zvakaita semitemo.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bumbiro remanyorerwo emutauro
Ichi chisungo chemitemo yezviperengo, batanidzo nepatsanuro inotsanangura manyorerwo anofanira kuitwa mazwi mumutauro.
VerengaSwipe for the next word