KwaunobvaDuramazwiBbumba

Duramazwi

bumba

Zvinoreva

Kukura nokuurungana.

1

Kukura nokuurungana.

Kubumba kuungana kunenge kuchiita mashizha emuriwo wekabichi kana uchikura.

Ichi chimuti chine mudzi wakabumba, unoshandiswa kuuraya hove uye unogona kushanda sesipo.

Kana munhu achinzi ndimesoatungwa anenge ane maziso makuru akabumba.

2

Kubumba kuurungana kunoita mazamu emwanasikana paanenge achikura.

3

Kubumba kuungana kunenge kuchiita mashizha emuriwo wekabichi kana uchikura.

4

Kubumbira.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bumbe

Bumbe kudya kunogadzirwa nemhodzi dzemanhanga dzinenge dzagayiwa.

Verenga

Swipe for the next word