Duramazwi
Zvinoreva
Kubunda kuurungana kungaite chinhu.
1
Kubunda kuurungana kungaite chinhu.
Kana munhu achimbunda mweni anenge achimuchingamidza nerufaro apo anosvikomugumbatira.
Hwenha kasora kanobukira muzhizha kanoita mudzi wakabunda.
Kumbunda kutadza kuita chinhu chawanga uchida kuita.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bundu
irritation
VerengaSwipe for the next word