Kwaunobva/Duramazwi/B/bumudza
Duramazwi
Kumbumudza munhu kumurova nembama yakasimba.
-bumhudza
bumupumu
Bumupumu maurayiro aunoita huku kana chimwe chinhu chakadaro.
buna
Buna inzvimbo inozvimba pamuviri kana pamuti nekuda kwekuti wakuvara.
bunda
Kubunda kuurungana kungaite chinhu.
Swipe for the next word