KwaunobvaDuramazwiBbuna

Zvinoreva

Buna inzvimbo inozvimba pamuviri kana pamuti nekuda kwekuti wakuvara.

Buna kapuka kanonzi kanofamba usiku, kane maziso nemaoko akada kuita seemunhu.

1

2

Zvakafanana

bundu · gwee · chinhavira

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bunda

Kubunda kuurungana kungaite chinhu.

Verenga

Swipe for the next word