KwaunobvaDuramazwiBbundu

Duramazwi · zita

bundu

irritation · tumor · swelling

Zvinoreva

Panzvimbo pakazvimba paganda.

Chisumbu.

1

Panzvimbo pakazvimba paganda.

Bundu raiva pahuro pake rakakura zvokuti rakanga renge richamudzipa.

Ko, zvino ndoita sei?" Bundu raiva pahuro pake rakamurwadza zvokuti rakada kumutadzisa kufema.

Kupudura kukwenya bundu kuti urwa kana ropa riri mukati ribude.

2

Bundu kakuzvimba kanoita paganda kanongotanga kega kana kuti kanoita mushure mekununge munhu arumwa nechipuka chakaita sesvosve.

3

Chigumbu.

4

Chisumbu.

Kupudura kukwenya bundu kuti urwa kana ropa riri mukati ribude.

Kumbombera shinda kuimoneredza pachinhu kuiita bundu.

Kana munhu aine nhutwa anenge arwara aita bundu kumusana, rinomutadzisa kunyatsomira kana kufamba zvakanaka.

Zvakafanana

buna

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bunduku

Kana munhu ati bunduku anenge azvikandira pasi nenzira yekutaridza kushushikana.

Verenga

Swipe for the next word