KwaunobvaDuramazwiMmudeme mudeme

Duramazwi

mudeme mudeme

Zvinoreva

Iyi inzira yokuunganidza zvinhu zvakaita sekudya kana zvokupfeka, vanhu vachibatsirana kunyanya panhamo.

1

Iyi inzira yokuunganidza zvinhu zvakaita sekudya kana zvokupfeka, vanhu vachibatsirana kunyanya panhamo.

Mari yomudeme mudeme ndiyo yakazotengesa bhokisi rechitunha.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mudende

Mudende mudziyo unogadzirwa nenhanga rakaoma, unogona kuchengeterwa zvokudya.

Verenga

Swipe for the next word