KwaunobvaDuramazwiMmudano

Duramazwi · zita

mudano

charm

Zvinoreva

Mudano mushonga unoshandiswa kuti vanhu vanzwe kuda kuenda kune imwe nzvimbo kana chiitiko.

1

2

Mudano maiti-

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mudawara

Mudawara isora rinoita mudzi mukobvu wakareba zvikuru, rinomera pavhu rine mabwe.

Verenga

Swipe for the next word