KwaunobvaDuramazwiBbusa

Duramazwi · zita

busa

Zvinoreva

Busa munhu asingachenjereri zvinhu.

Kubusa kudya chikafu chinonaka chaizvo uye chakawanda zvokuti munhu anodya achitosiya chimwe.

1

2

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

busha

Busha inhekwe kana kuti nyere yefodya isina chinhu.

Verenga

Swipe for the next word