KwaunobvaDuramazwiBburwa

Zvinoreva

Burwa chipuka chinenge dzvinyu asi icho chiri chihombe, chinombogara mumvura, chine muswe une muchinjiziri uye chinonzi chinokama mombe.

1

Mburwa mapundu anoita zvinhu zvichena, anomera kumeso, kumusana kana muviri wese.

Mayunitsi ndezvinoburwa nevadzidzi pabvunzo dzegwaro rechinomwe rekupuraimari.

Zvakafanana

mupurwa · dembende · mwauru · tsamba · gamamombe · kwashe

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

busa

Busa munhu asingachenjereri zvinhu.

Verenga

Swipe for the next word