Duramazwi
Zvinoreva
Kuti buruzuzu kugara seusingazivi zvekuita semunhu akapusa.
1

Kuti buruzuzu kudzika kubva mubhazi kana pamwe panhu wobva watanga kuita chimwe chinhu pakarepo.

2

Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03burwa
Burwa chipuka chinenge dzvinyu asi icho chiri chihombe, chinombogara mumvura, chine muswe une muchinjiziri uye chinonzi chinokama mombe.
VerengaSwipe for the next word