Duramazwi
-bvisira
Zvinoreva
Kana munhukadzi achinzi akabvisirwa zvinenge zvichireva kuti akatobhadharirwa pfuma yokuti aroorwe.
1
Kana munhukadzi achinzi akabvisirwa zvinenge zvichireva kuti akatobhadharirwa pfuma yokuti aroorwe.
Usawedzera pfungwa dzoumwe munhu wechitatu kana wechina nokuti unobvisirwa zvibodzwa.
Usaita musiyapaduku pamhinduro yako nokuti unobvisirwa zvimwe zvibodzwa.
Paakatenga mbatya dzavana vake, akabva angobhadhara ipapo, achibva abvisirwa imwe mari sedhisikaundi.
Zvakasiyana
-bvisira
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bvita
Kusakura.
VerengaSwipe for the next word