Duramazwi · zita
Zvinoreva
Bururu inhedzi ine chimusoro chinenge chisati chanyatsovhurika uye chinenge chisati chafaranuka.
1

Kana munhu ati sumbururu anenge akaruka asvika panhu nokukasika zvanga zvisingatarisirwi.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03burusha
Kuburusha kubvoronga zvinhu zvinenge zvichiitika panzvimbo izvo zvinozokonzera kusafara kwevanhu vazhinji.
VerengaSwipe for the next word