KwaunobvaDuramazwiBbvubvura

Duramazwi

bvubvura

Zvinoreva

Kubvubvura kusandura-sandura maziso uchiratidza kudada.

1

Kubvubvura kusandura-sandura maziso uchiratidza kudada.

Vamwe vanhu vakafuma vanobvubvura maziso kana vachitaura nevarombo.

Kubvubvura kusandura-sandura maziso uchiratidza kudada.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bvubvurudza

Kubvubvurudza nyama mumunyu kuifambisa-fambisa mauri zvekuti unosara wanamira pairi, wakawandisa.

Verenga

Swipe for the next word