KwaunobvaDuramazwiBbvubvumira

Duramazwi

bvubvumira

Zvinoreva

Kubvubvumira kutadza kutaura zvakanaka nokuda kwekushoshoma kwezwi.

1

Kubvubvumira kutadza kutaura zvakanaka nokuda kwekushoshoma kwezwi.

Handingatauri pamusangano nekuti izwi rangu rinobvubvumira.

Kubvubvumira kutadza kutaura zvakanaka nokuda kwekushoshoma kwezwi.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bvubvura

Kubvubvura kusandura-sandura maziso uchiratidza kudada.

Verenga

Swipe for the next word