Duramazwi
Zvinoreva
Kubvambura chinhu kuchidambura uchishandisa mazino.
1
Kubvambura chinhu kuchidambura uchishandisa mazino.
Ini ndanyatsokuratidza nzira yakanaka yekucheka nayo huku, wava kuita zvokungobvamba-bvambura.
Kubvambura chinhu kuchidambura uchishandisa mazino.
Kuti tadzu kubvambura nyama nemazino.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bvandadzura
Kubvandadzura nyama kuidambura nemazino uye zvine simba.
VerengaSwipe for the next word