Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kubuura kubvisa gavi pamuti.
Kubuura kuchema kunoita nyoka kana zvimwe zvipukanana usiku.
Buura rudzi rwekanyoka kapfupi, kakobvu kanowanzova noruvara rwakatsvukuruka uye kane uturu hunouraya nokukurumidza.

Zvakafanana
-svuura · chindarumebwe · chimanzi · chiva
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03buva
Kana munhu achinzi ane buva anenge ane hana isingatani kuvhunduka chero paitika zvinhu zvenhando.
VerengaSwipe for the next word