KwaunobvaDuramazwiBbvidza

Duramazwi

bvidza

Zvinoreva

Kubvidza kuva munhu anogona basa rake.

1

Kubvidza kuva munhu anogona basa rake.

Paakazvara akaramba ongoita mubvidza weropa, zvokuti ndizvo zvakazomuuraya.

Kuita mubvidza kujuja kwezvakaita semvura kubva mune chimwe chinhu zvichiitika kwenguva refu.

Kubvidza kuva munhu anogona basa rake.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bvidzura

Kubvidzura kubvisa chinhu uchiita zvekunakura.

Verenga

Swipe for the next word