Kwaunobva/Duramazwi/B/bve
Duramazwi
Kuti bve kupfuta kunoita moto wakajeka.
nyeku nyeku
bvebvema
Kuti bvebvema kugara kunoita munhu achiratidza kuzvikudza.
bvebveva
Kana munhu akati bvebveva anenge akagara achiratidza kusafara.
bvebvevadza
Kubvebvevadza munhu kumutadzira zvinoita kuti agare akasuwa.
Swipe for the next word