KwaunobvaDuramazwiBbvodyo

Duramazwi

bvodyo

Zvinoreva

Kuti bvodyo kupinda nepaburi nekukasika.

1

Kuti bvodyo kupinda nepaburi nekukasika.

Bere rakati bvodyo kupinda muchirugu richibva radya mbudzi mbiri.

Kana munhu ati bvodyo anenge akaruka angotaura zvinhu zvisina kukodzera.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bvodyoka

Kubvodyoka kuita buri kwechinhu chabayiwa.

Verenga

Swipe for the next word