Duramazwi
bvunyaidza
-mbunyikidza
Duramazwi
Kana munhu achibvunyaidza mumwe anenge achimukanganisa kana kumudzivirira kutaura chokwadi.

Nyakuponda aibvunyaidza mufakazi kuti gweta risabata chokwadi.
Kana munhu achibvunyaidza mumwe anenge achimukanganisa kana kumudzivirira kutaura chokwadi.
-mbunyikidza
Duramazwi
01 / 03bvunyara
Kubvunyara kugunzva pasi nemabvi nemaoko.
VerengaSwipe for the next word