Duramazwi
Zvinoreva
Kuti bwandi kugadzira hembe dzaunenge wakapfeka kana wava kunogara pasi kuti dzisaonesa zviri mukati.
1

Kana munhukadzi achinzi ati mbwandi hembe kana achigara anenge anyatsoivharidzira kuti asaonekwe nhengo dzake dzomukati.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bwandira
Kubwandira kugadzira hembe, kunowanzoitwa nevakadzi kana vava kunogara pasi kuti vasaonekwe zviri mukati.
VerengaSwipe for the next word