KwaunobvaDuramazwiBbwandira

Duramazwi

bwandira

Zvinoreva

Kubwandira kugadzira hembe, kunowanzoitwa nevakadzi kana vava kunogara pasi kuti vasaonekwe zviri mukati.

1

Kumbwandira kugara munhu akanyatsozvivharidzira kuti asaonekwe.

Kubwandira kugadzira hembe, kunowanzoitwa nevakadzi kana vava kunogara pasi kuti vasaonekwe zviri mukati.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bwanya

Kana munhu akaita chikafu chokubwanya anenge achidya chose asi achiziva kuti kune vamwe vanochidawo.

Verenga

Swipe for the next word