Duramazwi · zita
Zvinoreva
Bvumbi inyoka yakasvibira, yakafanana nechiva, uye ine uturu chaizvo.
1

Manakira kure mvura yemubvumbi.
Mvura yomubvumbi inonaya ichiti chachacha usiku hwose.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bvumbo
Bvumbo unyanzwi hwekufembera kana un'anga hunokatyamadza.
VerengaSwipe for the next word