KwaunobvaDuramazwiBbwanyura

Duramazwi

bwanyura

Zvinoreva

Kubwanyura kutsenga kana kugaya chinhu zvinonzikwa nekunze.

1

Kubwanyura chinhu kuchitswanya kuti chive zvidimbu zvidimbu.

2

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bwarara

Bwarara munhu asina njere, anoita zvinhu zvakapusa.

Verenga

Swipe for the next word