KwaunobvaDuramazwiBbvure bvure

Duramazwi

bvure bvure

Zvinoreva

Kuti bvure bvure kurara kunoita mhuka dzakawanda dzinenge dzabva kumafuro.

1

Kuti bvure bvure kurara kunoita mhuka dzakawanda dzinenge dzabva kumafuro.

Kuti bvure bvure kurara kunoita mhuka dzakawanda dzinenge dzabva kumafuro.

2

Kuti bvure bvure kutaridza kuva nehope dzakasimba zvikuru.

Akarara kupungwe, ndosaka maziso ake akati bvure bvure nehope.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bvuri

Kana mufi achiburitsa bvuri anenge achiita zi-

Verenga

Swipe for the next word