KwaunobvaDuramazwiBbabanga

Duramazwi

babanga

Zvinoreva

Kana munhu akanzi ababanga pakuita chimwe chinhu anenge achiita nemazvo.

1

Kana munhu akanzi ababanga pakuita chimwe chinhu anenge achiita nemazvo.

Kana munhu akanzi ababanga pakuita chimwe chinhu anenge achiita nemazvo.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

badanuka

Kubadanuka kubva ruvara kana rukanda nyore. Ndiro dzamazuvano hadzitani kubadanuka nokuti pendi yavako haina kusimba.

Verenga

Swipe for the next word