Duramazwi · zita
babamunini
uncle
Duramazwi · zita
uncle
Mubereki kana muramu wechirume mudiki.
Mubereki kana muramu wechirume mudiki.
Zanovaviri: Maswerawo babamunini, ko chiiparuraika tinzwe ndingawane hari yapera uko.
Zanovaviri: Ndoiparura here babamunini, ndoiparura here ini weChirandu?
Pakati vamwe vose bvu-u kuseka, babamunini vakangoti nyenyenye.
Uyu munin'ina wababa.
Uyu munin'ina wemurume.
Uyu murume wemunin'ina wemudzimai wako.
Uyu murume wemunin'ina waamai.
Uyu munin'ina anenge ava nemhuri anodaidzwa nemukoma nemhuri yakewo nezita iroro.
babamudiki la
Duramazwi
01 / 03babandura
Kubabandura kutse nga zvinhu zvakaomarara zvakaita sembambaira mbishi.
VerengaSwipe for the next word