KwaunobvaDuramazwiNnyatsa

Duramazwi

nyatsa

-nyatso-

Zvinoreva

Ichi chiitomwana chinotsanangura kuitwa kwezvinhu nemazvo.

1

Ichi chiitomwana chinotsanangura kuitwa kwezvinhu nemazvo.

Nyatsa kusvina doro kuti risasaririre nemasese.

Nyatsa kuradzikidza danda iri risavhunika, sezvo rava kuora.

Zvine chekuita

-nyatso-

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyatso- [-nyaso-, -natso-, -nyato-]

Ichi chiitogama chinoshandiswa kuratidza kuitwa kwezvinhu nemazvo.

Verenga

Swipe for the next word