Duramazwi
Zvinoreva
Kuti nyau kunyungudika kwechinhu changa chakaomarara.
Kuti nyau kuruma nekubvarura kungaita chinhu chine mazino akapinza.
1
Kuti nyau kunyungudika kwechinhu changa chakaomarara.
Majarini akati nyau aiswa muzuva.
Garwe rakati nyau tsapfu yababa.
2
Kuti nyau kuruma nekubvarura kungaita chinhu chine mazino akapinza.
Garwe rakati nyau tsapfu yababa.
Majarini akati nyau aiswa muzuva.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyaudza
Kunyaudza kuita ruzha runosvota muteereri.
VerengaSwipe for the next word