KwaunobvaDuramazwiNnyaudzosingwi

Duramazwi · zita

nyaudzosingwi

Zvinoreva

Iri izita rorudzi rwemazwi anoshanda se chiito, achinyatsobudisa pachena zviri kuitika.

1

Iri izita rorudzi rwemazwi anoshanda se chiito, achinyatsobudisa pachena zviri kuitika.

Kurohwa kwaakaitwa kungatotsanangurwa nenyaudzosingwi yokuti "bho".

Zviri nyore chose kuona zvinoreva nyaudzosingwi kunyanya kana yakashandiswa mundima.

Shandisa nyaudzosingwi dzinotevera muzvirevo kutaridza kuti wanzwisisa zvadzinoreva.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyauka

Kunyauka kupfava kunoita sezvakaita makoko anembenge akaomerera mupoto, kana adirwa mvura.

Verenga

Swipe for the next word