KwaunobvaDuramazwiNnyautsa

Duramazwi

nyautsa

Zvinoreva

Kunyautsa kukonzera kuti chinhu changa chakaomarara chipfave sezvingaita mafuta anga a-kagwamba kana adziyiswa.

1

Ngatinyautsei kenduru iyi tibikise zvekukwizisa pasi.

Moto mushoma (ndiwo) unonyautsa muto.

Kunyautsa kukonzera kuti chinhu changa chakaomarara chipfave sezvingaita mafuta anga a-kagwamba kana adziyiswa.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyava

Kuti nyava kupfava kwechinhu changa chiine nharo kana kuti chichimbonetsa, sezvinoita mombe painopingudzwa.

Verenga

Swipe for the next word