Duramazwi
Zvinoreva
Kuti nyava kupfava kwechinhu changa chiine nharo kana kuti chichimbonetsa, sezvinoita mombe painopingudzwa.
1

Kuti _nyava nyava_ kufamba zvishoma nezvishoma, zvinyoronyoro.

Kana wabata musoro wenyava unenge wanzwisisa zvinhu zvikuru zviri kutaurwa pamusoro pazvo.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyava nyava
Kuti _nyava nyava_ kufamba zvishoma nezvishoma, zvinyoronyoro.
VerengaSwipe for the next word