Duramazwi
nyaudza
mwangu-ra
Duramazwi
Kunyaudza kuita ruzha runosvota muteereri.
Kunyaudza kuita ruzha runosvota muteereri.
Musindo ruzha runonyaudza chaizvo. Marori mahombe anotiitira musindo isu tichida kurara.
Kunjereredza kurira kweshiri, gurwe kana mhuka zvinonyaudza.
Ruzha kurira kana kutinhira kwechimwe chinhu kunonyaudza nzeve. Bhazi iri riri kuita ruzha rwakanyanya.
mwangu-ra
Duramazwi
01 / 03nyaudzirwa
Nyaudzirwa ivara rine bhii rimwe chete.
VerengaSwipe for the next word