Kwaunobva/Duramazwi/N/nyatura
Duramazwi
Kunyatura kucheka chinhu zvisina kudzika.
Kudenha.
nyau
Kuti nyau kunyungudika kwechinhu changa chakaomarara.
nyaudza
Kunyaudza kuita ruzha runosvota muteereri.
nyaudzirwa
Nyaudzirwa ivara rine bhii rimwe chete.
Swipe for the next word