KwaunobvaDuramazwiNnyatso- [-nyaso-, -natso-, -nyato-]

Duramazwi

nyatso- [-nyaso-, -natso-, -nyato-]

-nyatsa

Zvinoreva

Ichi chiitogama chinoshandiswa kuratidza kuitwa kwezvinhu nemazvo.

1

Ichi chiitogama chinoshandiswa kuratidza kuitwa kwezvinhu nemazvo.

Uyu basa rake anonyatsoriita.

Zvine chekuita

-nyatsa

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyatura

Kunyatura kucheka chinhu zvisina kudzika.

Verenga

Swipe for the next word