KwaunobvaDuramazwiNnyati

Duramazwi · zita

nyati

buffalo · wild

Zvinoreva

Nyati rudzi rwemhuka yomusango yakafanana nemombe, inofura kana kufamba nedzimwe dzayo dzakawanda.

1

Shumba vakati hwatata neuswa kuti nyati iswedere pedyo navo.

Nyati rudzi rwemhuka yomusango yakafanana nemombe, inofura kana kufamba nedzimwe dzayo dzakawanda.

Nyanga chinhu chakatesvera, chinomera pamhanza pemhuka dzakaita semombe, nhoro. nyati kana mbudzi, chadzinoshandisa kutunga.

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word