Duramazwi
Zvinoreva
Kuzvibambaradza kuzvifadza nekufunga kuti zvimwe zvinhu zvichangopfuura asi iwe uchinyatsoziva kuti zvichakupinza mumatambudziko.
1

Ndakamboedza kuzvibambaradza kuti nyaya yekuitisa musikana nhumbu yaisava nebasa rose asi pandakada kurara, hope hadzina kana nekumbouya kwose.
Kuzvibambaradza kuzvifadza nekufunga kuti zvimwe zvinhu zvichangopfuura asi iwe uchinyatsoziva kuti zvichakupinza mumatambudziko.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bambazira
Kubambazira kushingirira kuita chimwe chinhu asi uchingosangana nematambudziko.
VerengaSwipe for the next word