KwaunobvaDuramazwiAaraidza

Duramazwi

araidza

-varaidza
1

Tichambofamba-famba zvedu muguta umu kuvaraidza nguva.

Kuvetsa nguva kufanoita zvinokuvaraidza uchimirira kuti nguva dzaunoda dzikwane.

Chitandara mutauro wepaushamwari unoitwa ku-varaidza nguva, kunyanya nemadzi-mai.

Zvine chekuita

-varaidza

Mamwe mazwi ane A

A

Swipe for the next word