KwaunobvaDuramazwiVvarairwa

Duramazwi

varairwa

bade

Zvinoreva

Kana munhu akavarairwa anenge akadekara pasina zvaanofungidzira, pfungwa dzake dziri kure.

1

Kana munhu akavarairwa anenge akadekara pasina zvaanofungidzira, pfungwa dzake dziri kure.

Takange takavarairwa zvokuti hatina kumboona mbudzi dzichiuya kuzodya mumera paruware.

Vaitodziyawo moto zvavo BaTakue kwave kutanga kumbodziya moto uya vovarairwa nenyaya dzevakomana vaye.

2

Kana munhu akavarairwa achiita chimwe chinhu anenge achichiitira kupedza nguva akamirira mumwe munhu kana chimwe chinhu.

Mamwe mazwi ane V

V

Swipe for the next word