Duramazwi
varaidza
amusing · amuse
-tandadza
Duramazwi
amusing · amuse
Kuvaraidza mwana kumuita kuti anyarare kuchema.
Kuvaraidza mwana kumuita kuti anyarare kuchema.
Tichambofamba-famba zvedu muguta umu kuvaraidza nguva.
Chitandara mutauro wepaushamwari unoitwa ku-varaidza nguva, kunyanya nemadzi-mai.
Kuvaraidza mumwe kugara naye makatandara, muchikurukura henyu.
Kuvaraidza munhu ari kutambudzika kumutaura naye kuti asanyanye kunetseka.
Kuvaraidza nguva kufanoita zvimwe zvinhu zvinotora pfungwa, uchimirira nguva yauchada kuita chimwe chinhu kuti isvike.
Pandaive ndakamirira chiremba, ndakazvivaraidza nekuverenga pepanhau.
-tandadza
Duramazwi
01 / 03varaidzo
entertainment
VerengaSwipe for the next word