Duramazwi · zita
aramu
alarm
Duramazwi · zita
alarm
Aramu ibhero rinoteyewa pawachi kuti izorira ichikumutsa panguva yaunoda.

Aramu ibhero rinoteyewa pamba kana pamotokari kuti rizorira kana pavhurwa nembavha.

Chikakera ibhaudhi rinoshandiswa kusunga maaramu evhiri regejo kana rechikovhoro.
Aramu ibhero rinoteyewa pamba kana pamotokari kuti rizorira kana pavhurwa nembavha.
Duramazwi
01 / 03arawuru
Arawuru mutambo unowanzotambwa nevana, mazuva emvura pasi pari panyoro, wavanenge vachikava kadombo mumabhokisi avanenge vakatara pasi.
VerengaSwipe for the next word