KwaunobvaDuramazwiAapuro

Duramazwi · zita

apuro

apple

Zvinoreva

Apuro rudzi rwemuchero unoberekwa nemuapuro.

1

Apuro rudzi rwemuchero unoberekwa nemuapuro.

Apuro rudzi rwemuchero unoberekwa nemuapuro.

Muapuro muti unokura zviri pakati nepakati unobereka muchero wakatenderera unodyiwa uri wegirini kana yero.

Chikwapuro munhu anonyatsogona kuita chimwe chinhu.

Mamwe mazwi ane A

A

Duramazwi

01 / 03

apuroni

Apuroni chipfeko chinopfekwa pamusoro munhu achibika kuitira kuti zvimwe zvipfeko zvaakapfeka zvisasviba.

Verenga

Swipe for the next word