KwaunobvaDuramazwiN 5

Duramazwi

Mazwi ane N.

1668 Shona headwords beginning with N, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

Peji 5 pa7

nje-eKuti nje-e kuhwinya kana kupenya kwechinhu.nje nje njeKuti nje nje nje kuva nemavara akawanda, sezvakaita mbada.njeeNjee chivharo chebhotorochinosungirirwa pambira kuti...njekedyaNjekedya rudzi rweshiri inodya tupuka nembeu.njekenjaKunjekenja kutswa zviyo kana zvimwewo zvinhu zvo- kusara...njekenjeNjekenje igavhu rinenge raoma, rinogona kushandiswa sehosho.njekuraKunjekura kufamba kwemunhu anenge asina kugadzikana...njemaKunjema kurova pawanga uchida chaipo nechombo kana...njemaniNjemani muto wemuti wemurara, unovidzwa wozoshandiswa...njenekoMafundo.njenganjengenjengeKuti njengenjenge kudonha kwechinhu chakao-marara, asi...njengenjudzaKunjengenjudza kudonhedza chinhu chakaomarara, asi chiri...njenguKuti njengu kurova munhu neshamhu yakakora, asi uchinyanya...njeniNjeni chipfuyo chinenge chichiri chitsva mudanga mune...njenjeNjenje imhando yegurwe inobuda kwanaya, ine chidumbu...njenjedaKunjenjeda munhu kumutuka zvinonzwikwa nevanhu vakawanda.njenjekeKuti njenjeke kuisa midziyo kudivi rimwe chete, asi...njenjekedzaKunjenjekedza kusiya midziyo yakangoti dzvarara, kana kuti...njenjemaKuonekera ruvara.njenjemeratransparentnjenjemukaKunjenjemuka kupenya kwechinhu chiri kure.njenjenjeNjenjenje idombo rinovaima.njeraRukweza.njereinsightfulnjerenjereNjerenjere isimbi yakatenderera inobviswa pavhiri...njererekitenjereredzaKunjereredza kurira kweshiri, gurwe kana mhuka zvinonyaudza.njerezaNjereza chidimbu chesimbi chinenge chakati tsurumete...njeseNjese ibanga kana sanhu rinenge risina chimubato.njevaKunjeva kutarisa divi nekukurumidza sezvinoita munhu...njeyaNjeya kuminama kungaita mudziyo wakaita semupinyi webadza...njeyairaKunjeyaira kufamba kusina gwara mukati, munhu achiratidza...njikeNjike rudzi rwehwiza inodyiwa uye inoparadza zvirimwa, asi...njikenjikeNjikenjike rudzi rweshiri ine huro yakatsvukuruka.njingaBhasikoro.njinjimongaNjinjimonga ibhazi kana zimota ziguru, rinenge...njipaKunjipa kuchinjana nyimo huru yaunenge unayo neduku...njiraNzira (path/way).njiriwarthognjiriridzaKunjiriridza kuchema kwemhuka kana shiri zvinonyaudza.njiswaNjiswa mapazi kana mashizha akawanda ari pamuti.njivadovenjivavarungupigeonnjoKuti njo kukanda zvinhu pasi nenzira inoratidza kuti...njobaKunjoba kunhonga chinen'ge chawira pasi.njoberaKudongera.njoboNjobo inhembe yakashongedzwa nechuma chakarukirirwa.njodogoKuti njodogo kurova munhu nechibhakera.njodzidisasternjokokaKunjokoka kurira kwesimbi dzinenge dziri mumudziyo wesimbi.njokotedzaKunjokotedza kungosiya midziyo yakangopararira pose pose...njokotoKuti midziyo njokoto kuikanda pasi zvisina hanya, yosara...njomba [-jomba]Kunjomba kuramba kushanda kwemudziyo nokuda kwokufa...njomboShangu dzevanhu hombe nenzira yeruzivo (gumboots/boots).njondaNjonda munhu ane mari yakawanda kana kuti munhu akabudirira.njongomaniNjongomani munhu kana mhuka yakareba.njonjeraKunjonjera kuisa masanzu akaoma padanga, ruzhowa kana...njoreKuti njore kutora chinhu changa chiri pasi nekukurumidza.njoriNjori mutambo unotambwa nezvuma kana mari yemasirivha.njororoChinyamunjororo.njovhera [jovhera]Njovhera ndechimwe chezvirwere chinotapuriranwa nokurara...njudeNjude mutambo wevana wavanomhanyirana vakachonjomara.njugaNjuga mutambo unotambwa nemakadhi, vanhu vachibhejerana...njukurahoodnjumaMunhu anemeso akati tsvetee.njumba [jumha]Njumba kasaga kana kahomwe kadiki, kanowanzochengeterwa...njunjuKuti njunju kuchena kwehembe kana mudziyo.njuvairaKunjuvaira kutsvaga chinhu charasika asi pasina...njuzaNjuza idoro rakasimba rinokora, kazhinji rinenge ratora...njuzumermaidnoIri idzitsi rechinan'anuri chinotaura zviri pedyo...noablenotablenobvoraKunobvora kudya sadza seusingadi, uchingotora tushoma.nodelymphnokaKunoka kurova pamusiwo kuti uvhurirwe nevari mukati.nokoKuti noko kutora zvinhu nechanza cheruoko.nokoraKunokora kutora zvinhu nechanza cheruoko.nokuNoku kufa kweinjini apo inonzikwa yava kurira kuti...nokudabehalfnokudarohencenokukurumidzaacceleratednokungwariracautiouslynokusingaperiendlesslynokutifornokutsakatikaextinctnomazvoaptlynomboKuti nombo kutora zvinhu zvakaita sedovi, rupiza kana uchi...nomboraKunombora kutora zvinhu zvakaita sedovi, rupiza kana uchi...nomotoweldingnomukurumbirarenownednomwesevennomwoyo wosesincerenon'onaKana munhu achinon'ona anenge achibvisa zvinenge zvabatira...nonaKunona kuzora mafuta zvokusara akawanda chaizvo pazorwa...nondodeernoneraKumoneredza.nongaKutora uchisimudza.nonga-nongaKunonga-nonga kutsvagurudza zvinhu panenge paine...nongeKuti nonge kutora chinhu chinenge chiri pasi nokukasika.nongedzaKana munhu achinongedza anenge akatambanudza munwe wake...nongedzeraKunongedzera kuratidza munhu chimwe chinhu wakatendeka...nongereraKunongerera kutora nekuchengeta twunhu twunenge...nongoraKana uchinongora unenge uchishandisa chimuti kana chimwewo...nongorwaChipakanwa.nonokaoverduenonokeraKana munhu achiita zvinhu achinonokera anenge...nononoNonono ibota rinongobikwa noupfu rosiyiwa risina kuiswa...nonotaKunonota kutukirira munhu namashoko anoshatirisa kana...nonotsadelaynonozekaKunonozeka kuita basa ripi zvaro zvishoma zvishoma, munhu...nonozoKuti nonozo kushanda nenungo uye pasina kukurumidzira...nopfoKuti nopfo kudya munhu seasingadi, achingogura misuva...normaltypicalnoroNoro idombo rinoshandiswa kurodza matemo nemapanga.notiKachinyorwa kadiki kakamirira zvizhinji.notisiMunyaya dzezvemimhanzi, noti chinyorwa chinomirira mumwe...notoNoto munhu anenge ane upfumi hwakawanda.NoweyinorwayntairitilesnukaKunuka kubva muupwere kuita munhu anogona kuzviririti-ra...nunafattynunduMuchero unodyiwa mutema.nungoidlenessnunguMhuka yesango ine minzwa mubvunzo (porcupine).nunguwokoNunguwoko chirwere chokuva namaoko asina simba rokubata...nunudzaKununudza kurandutsira vanhu vanenge vachirwa kana...nunurarescuenunuva nunuvaKuti nunuva nunuva kufamba zvinyoronyoro, munhu achiita...nunuvaraKununuvara kufamba munhu akakombamira mberi nekuda...nunuziraKana munhu achidya achinunuzira anenge achidya zvishoma...nutsaKunutsa kuchengeta mwana kubva muhwana udiki kusvikira ave...nwadrinknwada nwadaKuti nwada nwada kufamba munhu achizvidhonza, achitsika...nwairaKunwaira chinwiwa kuchiinwa uchiita zvekukurumidza uye...nwidzanaKunwidzana kunwa doro pamwe chete.nwiraKana mwana achinzi akanwira mai vanenge vake vamuregera...nwisaKunwisa doro kutora rakawandisa panguva imwe chete...nwisidzanaKana vanhu vachinzi vanonwisidzana vanenge vachiwirirana...nwiwamelonnya-visnyabwaKuti nyabwa kufamba kamwe chete chete, zvinyoronyoro...nyabwa nyabwaKuti nyabwa nyabwa kufamba zvinyoro-nyoro, zvisina mutsindo.nyabwairaKunyabwaira kufamba kwekunyangira. Kana shumba ichivhima...nyachaKuti nyacha kusimuka kwevhudzi, kana munhu asina...nyachara nyacharaKuti nyachara nyachara kufamba munhu uchiridza tsoka kana...nyacharikaKunyacharika kupekura nguo munhu achifamba.nyachideNyachide mukadzi anodiwa kupinda vamwe vose pabarika...nyadaNyada ndepanenge pabva zino.nyadiKana zuva rati nyadi rinenge ranyura.nyaduKuti nyadu kucheka kana kupara ganda zvishomanene. Kana...nyadukaKunyaduka kuchekeka zvishomane, sezvinoita atemerwa nyora.nyaduraKunyadura kucheka munhu zvishomane paganda nereza, banga...nyadzaweakennyadziembarrassmentnyadzikaKunyadzika kunyika hembe mumvura kuti igopfava.nyadzisadisgracefulnyadzisiraKunyadzisira kuita kana kutaura zvinhu zvinotsverudza pane...nyadzoChiitiko chokunyadziswa duku-duku panyama (shame).nyadzuKuti nyadzu kusumudza zvinorema. Akati zigate ramasvusvu...nyadzuraKunyadzura kusimudza chinhu chinorema, zviri nyore.nyadzurudzaKana munhu achinyadzurudza ane-nge achiita tumwe tunhu...nyaguruMhepo yanyaguru imhepo yakasimba.nyahandaNyahanda in'anga yechikadzi ine shavi rebveni.nyahokoNyahoko munhu abva zera, zvikuru wechirume.nyahosiNyahosi murume ane vakadzi vaviri kana kupfuura.nyahururuNyahururu munhu ane vhudzi refu asi risina kukamiwa.nyahwanyahwa nyahwaKuti _nyahwa nyahwa_ kufamba zvishoma zvishoma uchiita...nyahwaidzaKunyahwaidza kunyadzisira, munhu pane vanhu.nyahwairaKunyahwaira kufamba wakakotamisa musoro nekuda kwenyadzi.nyaiKuti nyai kunyura kwechinhu pasi pemvura.nyaidzaKunyaidza kunyudza chinhu nokukasira.nyaikaKunyaika kumwaya nzungu nemvura kuti dzinyorovere...nyairaKana uchinyaira munhu unenge uchienda kwavanatezvara vake...nyajambwaNyajambwa munhu ane munyama wekungofungidzirwa kuti anoita...nyakabangaNyakabanga muti unoita munzvimbo dzinonaya mvura...nyakabvuriNyakabvuri muti unoita vana vatete uye une maruva machena...nyakajongweNyakajongwe rudzi rweruva rinowanzotungira muzhizha...nyakambanjeNyakambanje ibundo rine mashizha akafanana neembanje...nyakambudziNyakambudzi inhanga rine mhodzi tema, dzinobikwa kuita...nyakamhutoNyakamhuto kakwenzi kane mashizha ane mvere pfumbu rimwe...nyakanyakaNyakanyaka kupesana nokumhanya-mhanya kunoitwa navanhu...nyakanzunguNyakanzungu ibundo rinomera richitanda nechepasi, rinoita...nyakapiNyakapi kumhorosana kunoratidza rudo pakati pevanhu vaviri.nyakashecheNyakasheche rudzi rwehowa hwakacheneruka, hunomera...nyakashinjaNyakashinja chikwenzi chinokura chakaswatuka, chisingaiti...nyakataKunyorova nokunyungudika.nyakata nyakataKuti nyakata nyakata kunyorova nokupfava kwechinhu.nyakatidzaKunyakatidza kunyorovesa nhumbi nemvura.nyakatikaKunyakatika kunyorova nemvura zhinji.nyakatondoNyakatondo kamuti kadiki kasingakuri zvakanyanya.nyakatonjeNyakatonje munhu anoturikira zvinotaurwa nesvikiro.nyaku nyakuKuti nyaku nyaku kufamba munhu achipesvura nhembe.nyakufaMushakabvu.nyakukuvadzwavictimnyakunamaNyakunama munhu ane masimba ekunayisa mvura.nyakurehwaNyakurehwa munhu anenge achitaurwa pamusoro pake.nyakutaNyakuta muti unotandira, unoshandiswa pakuruka mabhasikiti.nyakutauraNyakutaura ndiye munhu anenge abva kubudisa mazwi vamwe...nyakutaurwaUyu ndiye munhu anenge achitaurwa nezvake nevamwe vanhu...nyakutiNyakuti ndiye anenge akataura mashoko anozopedzisira...nyakutumburaUyu mubereki chaiye akazvara munhu.nyakwaraNyakwara museve une tunzeve, uye wakafara mberi kwawo.nyamabeefnyama yemombebeefnyama yenguruveporknyamadzihwaNyamadzihwa izita remadunhurirwa rinopi-hwa munhu anogara...nyamafoNyamafo inyama yemhuka inenge yafa yega.nyamafunguNguva yerurama nenzira yerubatsiro.nyamafuroNyamafuro ishairi yerudzi rwejesa inofarira kugara...nyamafutaNyamafuta munhu ane muviri mukuru zvichionekwa kuti agere...nyamaiNyamai mutumwa wamambo aigara padzimbahwe, asi ane dunhu...nyamamviNyamamvi munhu ane vhudzi rachena mumusoro.nyamaropaNyamaropa ibundo rine chimudzi chakatenderera uye mashizha...nyamasaseNyamasase ihove ino mutumbi wakadarika womuramba, nomusoro...NyamasvisvaNyamasvisva izita rinoshandiswa pakutaura nevanhu...nyamateyaNyamateya munhu ane makumbo ane tsapfu dzakakombamira kunze.nyamatsatsiNyamatsatsi inyeredzi huru inoonekwa manheru, inopa...nyamavendeNyamavende munhu asina mamwe mazino mumukannwa.NyamavhuvhuaugustnyambaNyambisirwa.nyambaidzaKunyambaidza kurova munhu mumakumbo nekashamhu kane tsarapu.nyamberaIri izwi rinoshandiswamkureva kuti mamirire akaita zvinhu...nyambiraInzwi rematare.NyambisirwaChiNambiya.nyambiswaMashoko rerusununguko ruzivo.nyambo-Nyambo inyaya inosetsa, inotaurwa vanhu vachifara zvavo.nyambuKuti nyambu kurova nekashamhu kadikidiki.nyamburaKu-nyambura kurova mwana neshamhu diki.nyambwairaKunyambwaira kufamba zvishoma zvishoma uchimbomira...nyambwataNyambwata munhu ane dumbu rakakura.nyamhanzaNyamhanza munhu ane mhanza yakakura chaizvo mumusoro wake.nyamharadziNyamharadzi makwenzi anoshandiswa kuti vanhu vanga...nyaminiNyamini masvosve madiki matema, anoruma.nyamuKuti nyamu kusimuka nekukasika.nyamuchesaNyamuchesa karonda kanorwadza kanoita pasi pezvigunwe.nyamudebaNyamudeba is hiri diki ine ruvara rutema uye ine besu refu...nyamudzuraNyamudzura rudzi rwegondo guru rinogona kubata kana huku...nyamugomhoNyamugomho rudzi rwemupunga unoti kana ukabikwa...nyamugweNyamugwe rudzi rwesimbi inoshandiswa kugadzira zvishongo.nyamukutamidwifenyamunhuKana vanhu vachinzi vana vanyamunhu vanenge vaberekwa...nyamutumhaNyamutumha rudzi rwamanhanga ane ganda dete.nyamututaNyamututa kambuyu kanotora ndove kana tsvina yevanhu...nyamwakaNyamwaka izwi rinoreva kuti gore rino.nyamwariNyamwari kakwenzi kakapfava kasina mashizha kanoita maruva...nyamwenyamwidzaKunyamwidza munhu kumusimudza paanga agere.nyan'anyuraUku kutsamwisa munhu, mhuka kana zvipembenene zvinoruma...

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store