KwaunobvaDuramazwiNnjiva

Duramazwi · zita

njiva

dove

juba

Zvinoreva

Njiva rudzi rweshiri inovaka dendere rayo netutsotso, inoita vana vaviri chete uye inodya mbeu dzomuminda nemimwe michero yomusango.

1

Njiva rudzi rweshiri inovaka dendere rayo netutsotso, inoita vana vaviri chete uye inodya mbeu dzomuminda nemimwe michero yomusango.

Njiva dzinoteta makoto pauriri.

Urwu rudzi rwemhuri yeshiri dzinonzi njiva, yakaita diki uye inonyanya kuwanikwa mumasango emisasa nemitondo.

Kuti kukururwi kurira kunoita njiva.

Zvakafanana

juba

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word